Mwana waTeacher Haarohwe #KalaVernac

By Jeda Tichapakura KalaVernac is the new Kalabash series supporting Zimbabwe’s indigenous languages!  Hapana chinhu chinofadza sekuenda kubasa kwababa vako ,kunyanya-nyanya kana baba vako varishefu. Mwana wa Chief Superintended haajairirwe muCamp yemapurisa. Mwana waColonel haanetswe muBarack remaSoja. Mwana waMatron haana chigayi pachikoro ChemaNurse. Hauna zvaunomuita mwana iyeye. Zuro ndizuro pa mission school pedu patinodzidza, umwe musikana muForm […]

The post Mwana waTeacher Haarohwe #KalaVernac appeared first on Kalabash Media.

Read more
Irori Coin #KalaVenac

By King Kandoro KalaVernac is the new Kalabash series supporting Zimbabwe’s indigenous languages!  Irori coin ndiro rakabata mhuri yekwedu Irori coin rinofanira kubhadharira mwana mari yechikoro Rinofanira zve kuzotengera mbuya mushonga wemeso Rinofanira zve kuzokwana usavi nekaupfu kanhasi, namangwana Irori coin rikashaikwa panenge patosunama Rakazomboshaikwa paya tete nababa vakapumana huroyi Kubva ipapo hatina kuzombodzokera kumusha […]

The post Irori Coin #KalaVenac appeared first on Kalabash Media.

Read more