By Jeda Tichapakura KalaVernac is the new Kalabash series supporting Zimbabwe’s indigenous languages! Hapana chinhu chinofadza sekuenda kubasa kwababa vako ,kunyanya-nyanya kana baba vako varishefu. Mwana wa Chief Superintended haajairirwe muCamp yemapurisa. Mwana waColonel haanetswe muBarack remaSoja. Mwana waMatron haana chigayi pachikoro ChemaNurse. Hauna zvaunomuita mwana iyeye. Zuro ndizuro pa mission school pedu patinodzidza, umwe musikana muForm […]
The post Mwana waTeacher Haarohwe #KalaVernac appeared first on Kalabash Media.